Self-proclaimed Prophet Kudakwashe Jose has publicly announced a change in the venue for the upcoming all-night prayer event.
Originally scheduled to be held at the National Sports Stadium, the event will now take place at Glamis Arena.
Following the announcement, social media users were quick to react.
Some suggested that Prophet Jose changed the venue because he could not fill the National Sports Stadium, just like Prophet Passion Java, who also failed to fill the stadium.
Social media users comments;
Erina Mutseka
National sports ihombe
Ntombizodwa Nduku
Chokwadi ichocho
Sydney Ngwerume
Vanhu vave kuzvirumbidza vakomana…
Mwari ndiye anodana vanhu kuzvishambadza kuti ndiwe unogona. Minana ngaiitwe naMwari kuburikidza nemunhu vanhu vatanga vanzwa shoko.
Izvi zvekuti muchaporofita ndizvo zviri kupa vanhu kuromba.
Ko Mwari vakasataura imi maudza vanhu kuti muchaporofita..
Chiporofita ngachivepo nenyasha dzaMwari kuti vanhu vavo vasunungurwe…
Definate Nhundu
Inozara chokwadii
Mutsa Zvirawa
Is it about filling stadiums kana kuti filling the hearts of men with the living word….John anoti that He may increase while I decrease zvino iyi formula ndeye kuti munhu ndiye akutoincreasa Mwari vachidecreasa….this nyaya yecompetition yekuzadza stadium bothers me ini.
Yolanda Sally Chinzu
Prophet kudakwashe vanoizadza. . That man is a very powerful man of God vanhu varikuona Mwari kuburikidza nemuporofita
Emily Kamutimbe
Kuzadza kuti full
Tigere Zindoga
Aizadzwi nema faith enyu ayo inozadzwa nemabasa plus tiri muchando ndiani anofambira chando ichochi
Source Newsreportzim.com