The journey of my life …i was born on the 9th of april 1992 at chitungwiza hospital ..when i was born my mom vakatukwa cz my dad vakaramba cz i was disabled vanhu vaitaura zvakawanda some would say rasa mwana haana basa hapana zvaanokubatsira nazvo … i grew up in mt darwin with my mom n brother my mom was a hardworking woman vaishanda mu shop yema uniforms.
She tried everything kuti ndiiswe ma artficial arms but zvakaramba i remember i ddnt have a wheelchair ndaiite zveku gwesha ende ndairova ft ndikadenhwa ndaizvimirira i ddnt have friends my brother was my everything taiswera tese ndiye aindigezeza cz he was older …
Takazobva ku Mt Darwin tikanogara ku Domboshava it was nw time yekuti ndichitanga kuenda ku xul my mom did everything in her power kuti ndiwane nzvimbo pa jairos jiri and for sure ndakaiwana ..my mom vakazotanga kurwara when i was in grade 2 …vaiuya to my school ku visit vachirwara kudaro i remember the last day she visited ndakaona ka nyoka kaye kanonzi ka tsvukukuviri i cried sterek vakudzokera kumba ..hatina kugara i think a week after ndakaona ndauya kuzotorwa ku school na ambuya vangu they lied kut we going for a weekend takasvika ku domboshava then my brother told me kuti Talent mhamha vafa …i was young but ndakachema sterek takavaviga zvikapera
We ❤️ you Chipochashe Muchegwa