A man, only identified as Alfred, has sparked controversy on social media for allegedly abandoning his girlfriend after impregnating her two daughters.
According to source online, Alfred blocked the mother of the girls, identified as Mai Tracy, on all social media platforms, leaving her to face the burden alone
In response, Mai Tracy’s friend, Mai Tanatswa, reached out to Alfred, threatening to sue him.
Ok, you can blue-tick me but I’m going to be straight with you. Zvawakaita kushamwari yangu it’s evil kuroya chaiko. Not only did you lie to her but you have the guts to sleep with her Children why? Now vana vane nhumbu and iwewe
you blocked her everywhere. You lied kuti hauna mukadzi Alfred unoroyerei kudaro? Mai Tracy vakapotsa vafa ne BP murume mukuru shuwa unorara nevana ve girlfriend yako wasiyanei nemhuka. Please come back and fix this before it’s too late. Vana vanosungisa unoziva hako ka.
However, Alfred seemed unfazed by the threats and replied that the girls had consented to have s_ex with him and that they were not minors. He even claimed to have seen their identification documents.
Haisi rape iyi Tracy ane 20 uye Amanda ane 18 years ndakaona ma passports avo vese ndisati ndarara navo. Hapana kumanikidzwa kwakaitika ma chats ndinawo zvese nemari dzavaindibhadharisa kurara navo ndakachengeta ma chats. Ma calls i recorded zvese so handina kubata chibharo.
Mai Tanatswa expressed her opinion that if Alfred truly had a clear conscience about his actions, he should take responsibility and rectify the situation.
She suggested that he should come forward and fix the mess he created, or at the very least, unblock Mai Tracy
Saka zvawavapa nhumbu urikutizei kana uchiziva kuti haisi mhosva? Waidiiwo hako kushandisa protection asi Afred kaa Saka wainyepera Mai Tracy kuti urikuda kuvaroora waizviitirei nhai. lsu takuda kungoziva nezve nhumbu idzi kuti urikufungei shuwa kumitisa vana vese here hauna moyo asi
Source iHarare.com