This Friday afternoon, a Stallion Cruise bus operating between Zvishavane and Mberengwa was involved in an accident.
We are currently awaiting confirmation of the events leading to the accident, as well as details on any injuries or casualties.
Social Media Reaction
Ayaman Chimusamaria
·
Amana pakuda policy paTransport apo koz speed ye Mabus haiti for public transport inoda vanosenga mombe kwete vanhu 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 #transportation
King Tha Don Stories
·
Mmh amana zvanyanya izvi every week here amana toti tiri kukuvara nenhamo hauna kana cent woti kurasikirwa nehama haa hupenyu hwacho marwadzo
Lovely Mashanda
Haaa machina bus aya zvaachati pedza nhaimi ma AVM nema DAFU edu avaigadzira nema standards enzira dzedu zvaisambonyanya kudai.ummmm idzi simba dzikubva dzimwe nyika dzine migwagwa kwaayo padi paitwa speed.limit nhai topedzwa nenzira zvee
Vimbainashe Jokwe
Problem iri kuvakwiri vemabus mukaona driver amhanya zvamusingadi vabereki misai munhu murove mudzorehwe mari dzenyu motsvaka dzinofamba zvakanaka,bus harikuzwi haizi ngoro kana iyo ngoro yacho inotouraya wani what moro bus rine vanhu 100.police ngaizobata kununura driver mukadaro mabus maviri matatu muchaona achifamba zvakanaka
Nyasha Bizure
Ma bus aya ma1 ndakarikwira marimwe zuro from mbereñngwa to zvishavane rikafira haro muroad zvimabus zvakasara ngazvibiswe pa road apa zvinenge zvichimhanya mu dust road mumakomo imomo
Gilbert Manhare
Hmmm hapana kufa vanhu here hmm drivers must take extra caution munzira slow but sure is better than kuparadza hupenyu hwevanhu new tar inotsvedza ukangoziva chete kuti wakatakura hupenyu hwakawanda then dzikama😏😏😏😏
Collen Chirungu
Vamugabe makatisiira nhamo vanhu votamba neupenyu hwevanhu kanoda kubhanwa kabhazi ako kamhunga part 2 kapedza vanhu mamanyiro ako hazvipindirani neroad dzacho
Mike Maikoro
Vanhu vanofanira kuudza driver kuti speed yanyanya not kunyarara because bhazi kana richimanya too much rikaita accident rinoparadza vanhu hatirambi kuti accident iriko but kana rine speed iri normal harizinyanye kukuvadza vanhu