Kapfupi born as Freddy Manjalima is a popular musician-cum-comedian who rose to prominence with his acting prowess producing hilarious series such ‘Notorious Kapfupi’ and ‘What goes around comes around’. In 2010 he became the talk of the town with his song ‘Mai Nga’ whose video was voted number one on Zimbabwe Broadcasting
Kapfupi joins Chivayo ongoing car spree.
In a statement seen by newsreportzim.com on X Sir Wicknell:hello baba Sir Wicknell Chivayo zita rangu ndinonzi Freddy Manjalima “Kapfupi” l was wondering why you left me behind the gifts that you given to those who supported Zanu Pf rallies party .Mandiregererawo pavanhu mukuru .All rallies held in Epworth l was there supporting Zanu PF.Ndiri mwana wesangano reZanu PF zvekudaro,handityi kana kunyara nebato rangu.Vanhu vese vanotozviziva kuti ndiri weZANU.ende ndicharamba ndichitsigira musangano weZANU kusvika Jesu adzoka pano pasi Ndinotenga……ZANU PF Huchi ….ED Huchi #2024-
Social media reacts;
morgan chamawhinya
Asandinyepera kuti vanhu vese ini handizivi ini kuti ndewe ZANU 😂😂😂😂
Edisonmudavanhu
Mwana asingacheme anofira mumbereko
Brucezviyazhi
ED Huchi gore reChivhayo
Talentalexandergoteka
Uuuum vanhu veZanu vanokumbirisa amana, kudai to support Zanu PF was with benefit to masses kudai makatenga mota dzenyu mega😠😠😠😠 chinokuitai kuti mukumbire inzara, mu Zanu Pf, Mnangagwa nehama neshamwari dzake ana Wicknel nana Chevenga ndivo vanodya the rest munongoita zvekupemha zvamuri kuita izvi @namh@ta
Mavismakurumidze
😂😂Mupeiwo motokari murume mkuru aridza mhere