After Watching a video trending online, Wicknell Chivhayo responded in a facebook post Chivhayo have this to say:
MUNHU MUKURU anongoti makadii va Chivayo ndinotenda ne basa rakanaka ramuri kuita ku masowe ne ku vaimbi chikumbiro changu chinoti kana zvikaza tambanuka kumberi uko mundi yeukewo ndini wenyu Madzibaba Nicholas Zachariah WOPEDZA…
Zvino manhe apa zvakuita kunge pane mhosva kana kuti pane demand yekuti vano fanira kufamba ne POMBI…
Garai makaziva kuti I DON’T OWE ANYONE ANYTHING uye munhu ane mari yake anoita zvaanoda nayo uye haaudzirwe..
.Kusvika mamudzdziisa kuishanda hamukwanise kumu udza mashandisirwo ayo…MAONERE ANGU CHETE HANDISI KURWA…🤷♂️🤷♂️🤷♂️
Watch Nicholas Zakaria’s video trending online below: