The commuter omnibus and the Zimbabwe National Army ambulance were traveling along Nelson Mandela Road. The speeding kombi strangely crammed into the ambulance, even though it was in a one-way road.
Pictures tending online indicate that the ambulance was stationary at the Nelson Mandela and First Street traffic light. The front of the kombi was badly damaged while the ambulance had minor dents.
Social media users felt sorry and laughed at the kombi driver for ramming into a military ambulance.
Check out some of the comments below.
Mirirai:
“Mudzimu wamurasha.”
Hapious:
“Mudzimu wakupa chironda kuti nhunzi dzikudye.”
Thelma:
“Maihwe midzimu yake yadhakwa before xmas ..military.”
Ezoic
Charms:
“Ipapo unenge wabva kubvotomoka kut zvemidximu ndezvekudhara yobva yakusvotora mumbereko 🤣”
Simbarashe:
“Kune dzimwe Nyika it’s just an accident. Mu Zimbabwe unenge wavhura hombe.”
Taurai:
“Ndoovane mudzimu usina skiri ava kusiya mwana achwira mukamwa memapere🤣🤣”
Tatenda:
“Ipapo unenge wabva kuridza song ya silent killer inonzi mudzimu usina skirii kkkkk.”
Trust:
“Ini zvangu kudzika mucombi macho ndakatotota kare kwete newiwi asi neeee military iwe unofa zveee.”
Prince:
“Driver akaburuka akatiza. Now atove ku South Africa😂”
Tsitsi:
“Ko mu kombi hamuna kana munhu wani kkkkkkkkkkkk pakadai unotiza chero wakuvara.”
Source H Metro