Nitizens responded to a viral video of fake prophets assa_lted for Performing Fake Miracles
Well marinated , kurohwa nevanhu vekumusha apa vabva ku town
Displinary committee in full swing.. batai maparts enhubu zimbororemasere ngarirohwe
Yeaa at least vanhu vaakungwara mazuvano….unobirwa nanambavha awa\
Kufa kuriko , munhu anofa ari mudiki chero akura. Ngatinamate Mwari always kana atendera kuti tifirwe tinogamuchira but no witch hunter, prophets , papas will stop death. These fake prophets must repent. In fact, all these so-called prophets are fake
CHECK VIDEO BELOW