Wanga uchizviziva here kuti mbudzi iyi ine chigaro muArmy uye kuti inotambira salary pamwedzi?
Yes, Mbudzi iyi inozi Junior Private Khumalo
Basa rayo rinonzi Regimental Mascot
Imbudzi yenyika and Noo haisi Ruregerero
Just like humans,mbudzi iyi inoto promotwawo
Promotion inouya depending ne good behavior pamwe ne years of service
Sezvandambotaura mbudzi iyi haishandiri mahara, inohora salary paMwedzi,itori officer weArmy zvakare ikafa haidyiwi,inovigwa segamba, inotopiwa full military honors(ruremekedzo runopiwa masoja afa)
Inoenda for regular medical check up uyezve ma expenses ese ema medicals pamwe ne food anobva pa salary yayo
ZNA ine ma animal mascots akawanda
Ese maMascots aya anopihwa special treatment because they are specially trained animals
Nyaya yema animal mascots haina kutangira muZimbabwe,zviriko pasi rose uye zvakatanga kare kare kunana 18th Century uko
Soldiers believed kuti ma Animal Mascots anovapa lucky kuhondo uyezve kuti anosimudzira morari
Nowadays angova e decoration pama parades kuti zvive neka that 👌
Source : Sunday Mail
TAFFY THEMAN
Discussion about this post