In a post seen by Hararemirror.com Wicknell gifted Euge Mutema a car after a her video went viral praising President Mnangagwa.
Chivhayo posted:
Zvimwe zvese marebesa henyu nyaya pakungoti ED HUCHI publicly chete munenge mato pedza ma sports…
Ma chema chema zvokwadi ndazonzwa tsitsi chimhanyai munoona MADZIBABA CHIPAGA makamirirwa…
Muchinyanyawo Madzimai kuwanza ma filter 🤣🤣🤣 vatumira voice note hanzi ndiri murombo Sir Wicky angori ma filters e snap chat 🤣🤣🤣…
Above all i appreciate you because you speak a lot of sense.
If we had more brilliant and constructive women like you on social media zvainakidza…Congratulations to you…Enjoy your car my beautiful sister…🙏🙏🙏… Edelivers…🇿🇼 Edhuchi…Edworks 🎊🎉🐊🦁🥂🎉🎊🎈🎈
She posted:
Veduwe kah ndapererwa nemashoko . Vanhu vakandituka mushure mekunge ndabuda pachena kuti ndiri we ZANU PF . Hama dzangu umwe neumwe ane kodzokero dzake dzekutsigira PARTY yaanoda . Kune vakandituka I FORGIVE YOU. Nhasi ndine mufaro veduwe ndibatsireiwo kutenda Sir Wicknell .
Zvamandiitira nhasi chokwadi handina mashoko . Munamato wangu kuti Mwari akuwedzerei makore ekurarama panyika uye munamato wangu kuti MWARI awedzere makore kuna PRESIDENT wedu Va ED MUNANGAGWA , rambai muchibata basa guru, ramuri kubata. Isu sevana veZIMBABWE , tiripo pakukutsigirai.
NYIKA inovakwa nevene vayo . PAMBERI NEZANU PF . ED HUCHI …
HarareMirror
Discussion about this post